Loading ...
Sorry, an error occurred while loading the content.

Fw: UNGANO YE 20 jULY 2011

Expand Messages
  • Davison Sendama
    Famba zion Imwe neimwe nyika inofanira kufonera Masvingo office vataure navaChanda or anyone naenge ari pareception vachiisa update on the following 1) mava
    Message 1 of 1 , Aug 2, 2011
     

     
     
     

    Famba zion
     
    Imwe neimwe nyika inofanira kufonera Masvingo office vataure navaChanda or anyone naenge ari pareception vachiisa update on the following
     
    1) mava nemabahazi mangani uye muri kusimuka riini
    2) mava nemachairs mangani
    3) mava nematents here
    4) Mava ne mota here yeemergency
    5) grocery reungano ino kuti mava papi uye rinouya riino
     
    Kana kuungano uyai nemareports kana kuti maregister akanyorwa zvakanaka anotaridza mhiko yakapikwa nemunhu uye mari yaakabata.
    Mozonyora imwe list yevakapedza mhiko pavo voga mondoipinza kumaoffice ejeriusarema kana masvika paungano
     
    Kuoffice yetown cooperation kunodiwa Stationery $100 ne Dzamara $50 panyika
     
    Also find attached  sample yereport inodiwa pavadzidzisi vose vari munyika yenyu
     
    Regards
     
    Sendama
Your message has been successfully submitted and would be delivered to recipients shortly.