Loading ...
Sorry, an error occurred while loading the content.

Ungano 21 August

Expand Messages
  • leonard katova
    Mwari wakatitira NYASHA isu Masvohwani, Ungano yedu- 21 August this time tinoenda Jerusarema paMbungo. Ndiani hake achasara kunopiwa final tip yekufuma? Handei
    Message 1 of 1 , Aug 3, 2010
    • 0 Attachment
      Mwari wakatitira NYASHA isu Masvohwani, Ungano yedu- 21 August this time tinoenda Jerusarema paMbungo.

      Ndiani hake achasara kunopiwa final tip yekufuma?

      Handei tose vakuru navadiki.

      [  MASVOHWANI TASUNUNGURWA]


      Leonard Katova
      (Youth secretary- 0912740024)

    Your message has been successfully submitted and would be delivered to recipients shortly.