Loading ...
Sorry, an error occurred while loading the content.

Vaprofita

Expand Messages
  • Msiza, Bernard
    Pajoin, Ndinotenda Mwari waSamere wakatitendera tose kupinda mugore idzva 2009, vamwe vakatoyambuswa paMweya neMuporofita, vamwe vedu tichakamirira saizvozvo.
    Message 1 of 1 , Jan 12, 2009
    • 0 Attachment

      Pajoin,

      Ndinotenda Mwari waSamere wakatitendera tose kupinda mugore idzva 2009, vamwe vakatoyambuswa paMweya neMuporofita, vamwe vedu tichakamirira saizvozvo.

      Ndinoda kubvunza pamusoro pevaprofita. Pane vaprofita vanoita zvekuhaka mamhepo pamunhu, mhepo yacho yotonzi inotaura kwayabva ichishandisa muromo wemuprofita iyeye. Ndoziva hangu kuti kune dzimwe kereke variko. But paZion how do we take it?

      Kungobvunzawo

       

      Bernard Msiza

      Instrumentation And Control Artisan (PC)

      Oxygen Steel Making (OSM)

      ArcelorMittal

      P.O Box 2

      Vanderbijlpark

      Republic of South Africa

      Cell: 078 973 2728 / 082 930 7281

      Bus: (016) 889 9826

      Email: Bernard.Msiza@Arcelormitta.com

                  Bernard.Msiza@Iscor.com

                 10006085@...

       

       

           

       

    Your message has been successfully submitted and would be delivered to recipients shortly.