Loading ...
Sorry, an error occurred while loading the content.

tabakoni repagokwe centre

Expand Messages
  • Sam Takura
    famba zion tinoda kupikisa vatendi mhiko dzedefe 2007,asi kuti tiite izvi ,zvinoda kuti titange tavapa mashoko remuranda wamwari anobva mutabakoni repaeaster
    Message 1 of 2 , May 4, 2007
    • 0 Attachment
      famba zion
      tinoda kupikisa vatendi mhiko dzedefe 2007,asi kuti tiite izvi ,zvinoda kuti
      titange tavapa mashoko remuranda wamwari anobva mutabakoni repaeaster
      yegokwe centre. saka tinokumbiravo vanoita matabakoni acho ,kuti
      vatitumidzirevo as soon as possible.

      tatenda
      sam takura
    • shepherd matashu
      Famba Zion!! Sorry for delaying kutumira matabakoni (Easter neHokero 20 July) tanga tiri mudondo but we have updated you. With ragards Shepherd ... Looking for
      Message 2 of 2 , May 14, 2007
      • 0 Attachment
        Famba Zion!!
         
        Sorry for delaying kutumira matabakoni (Easter neHokero 20 July) tanga tiri mudondo but we have updated you.
         
        With ragards
         
         


        Looking for a deal? Find great prices on flights and hotels with Yahoo! FareChase.

      Your message has been successfully submitted and would be delivered to recipients shortly.