Loading ...
Sorry, an error occurred while loading the content.
 

Contributions for Dopota Star

Expand Messages
  • Charles Rukuni
    Rugare vanhu vaMwari, Tose tinokuridzirwa to send in macontributions kumagazine reKereke DOPOTA STAR akaita sema: 1) Bible study analysis, 2) maPoems and
    Message 1 of 1 , Mar 4, 2013

      Rugare vanhu vaMwari,

       

      Tose tinokuridzirwa to send in macontributions kumagazine reKereke DOPOTA STAR akaita sema:

       

      1) Bible study analysis,
      2) maPoems and Stories,
      3) Nyaya dzezvatirikuita munharaunda dzeZion kuti shoko raMwari rifambe
      4) nemaTestimony ezvirikuitiwa naMwari weZion mudzinyika dzowekwedu especially tiri mugore re"100 years walking with the Holy Spirit."

       

      Please note kuti matestimonies should be about mabasa makuru akaitika nearikuitwa, atinokwanisa kuita verify nevamwe vemudzinyika dzenyu.

       

      Tinotarisira good quality work uye maEditor will vet for suitability before recommending any material to Editor-in-Chief Bishop Dr N.G. Mutendi.

       

      Tatenda,
      Eric Mazango
      ericmazango@...
      0772 723918


    Your message has been successfully submitted and would be delivered to recipients shortly.